Mabasa Avapostori 13:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akaonekwa mazuva mazhinji naavo vakafamba naye kubva kuGarirea kusvikira kuJerusarema. Ndivo zvapupu zvake zvino kuvanhu vokwedu.

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:24-39