Mabasa Avapostori 13:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veJerusarema navatongi vavo havana kuziva Jesu, asi pakumupa mhaka kwavo vakazadzisa mashoko avaprofita anoverengwa Sabata rimwe nerimwe.

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:20-31