Mabasa Avapostori 13:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Johani paakanga ava kupedzisa basa rake, akati, ‘Munofunga kuti ndini ani? Handizi iye uya. Kwete, asi iye ari kuuya shure kwangu, ndiye wandisingakodzeri kusunungura shangu dzake.’

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:24-30