Mabasa Avapostori 13:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokunge abvisa Sauro, akagadza Dhavhidhi kuti ave mambo wavo. Iye akapupura pamusoro pake achiti, ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese murume wapamwoyo pangu; iye achaita zvinhu zvose zvandinoda kuti aite.’

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:15-28