Mabasa Avapostori 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari wavanhu veIsraeri akasarudza madzibaba edu; akaita kuti vanhu vabudirire panguva yavaigara muIjipiti, akavabudisa munyika iyo nesimba guru,

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:14-20