Mabasa Avapostori 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ruoko rwaShe rwava pamusoro pako. Uchava bofu, uye uchatadza kuona chiedza chezuva kwechinguva.”Pakarepo mhute nerima zvakauya pamusoro pake, akadzivaira pose pose achitsvaka mumwe munhu angamutungamirira.

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:3-18