Mabasa Avapostori 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokunge Herodhi amutsvakisisa kwazvo uye asina kumuwana, akanyatsobvunzisisa varindi ndokubva arayira kuti vaurayiwe. Ipapo Herodhi akabva kuJudhea akaenda kuKesaria akandogarako kwechinguva.

Mabasa Avapostori 12

Mabasa Avapostori 12:12-25