Mabasa Avapostori 12:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kwaari, “Wava kupenga.” Paakaramba achisimbisisa kuti zvakanga zviri izvo, ivo vakati, “Anofanira kunge ari mutumwa wake.”

Mabasa Avapostori 12

Mabasa Avapostori 12:12-16