Mabasa Avapostori 12:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Petro akapengenuka akati, “Zvino ndava kuziva ndisingatongokahadziki kuti Ishe atuma mutumwa wake uye andinunura pamaoko aHerodhi napazvinhu zvose zvanga zvakatarisirwa navanhu vechiJudha.”

Mabasa Avapostori 12

Mabasa Avapostori 12:8-12