Mabasa Avapostori 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakanga ndiri muguta reJopa ndichinyengetera, ndikabatwa nomweya ndikaona chiratidzo. Ndakaona chimwe chinhu chakanga chakaita sejira guru, chichiburutswa kubva kudenga namakona acho mana, uye chakaburuka chikasvika pandaiva.

Mabasa Avapostori 11

Mabasa Avapostori 11:1-14