Mabasa Avapostori 11:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akati amuwana, akauya naye kuAndioki. Saka gore rose rakapera Bhanabhasi naSauro vachisangana nekereke uye vakadzidzisa vanhu vazhinji kwazvo. Vadzidzi vakanzi vaKristu kwokutanga paAndioki.

Mabasa Avapostori 11

Mabasa Avapostori 11:19-30