Mabasa Avapostori 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya Mutsvene akandiudza kuti ndirege kunonoka kuenda navo. Hama nhanhatu idzi dzakaendawo neni, uye takasvikopinda mumba momurume uya.

Mabasa Avapostori 11

Mabasa Avapostori 11:8-21