Mabasa Avapostori 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waakanga achitaura naye akati aenda, Koniriasi akadana varanda vake vaviri nomumwe murwi akatendeka uyo aiva mumwe wavachengeti vake.

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:6-15