Mabasa Avapostori 10:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Pano munhu angadzivisa vanhu ava kuti vabhabhatidzwe nemvura here? Vagamuchira Mweya Mutsvene sezvatakangoitawo isu.”

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:41-48