Mabasa Avapostori 10:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haana kuonekwa navanhu vose, asi nezvapupu zvakanga zvagara zvasarudzwa naMwari nesu takadya uye tikanwa naye shure kwokumuka kwake kubva kuvakafa.

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:38-48