Mabasa Avapostori 10:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvokuti Mwari akazodza sei Jesu Kristu weNazareta noMweya Mutsvene nesimba, uye kuti akapota sei nenyika achiita zvakanaka achiporesa vose vakanga vari pasi pesimba radhiabhori, nokuti Mwari aiva naye.

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:34-44