Mabasa Avapostori 10:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakabva ndatumira vanhu kwamuri pakarepo, uye maita zvakanaka zvamauya. Zvino isu tose tiri pano pamberi paMwari kuti tinzwe kwamuri zvose zvamarayirwa naShe kuti muzotitaurira.”

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:23-34