Mabasa Avapostori 10:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Imi munozviziva kuti hazvibvumirwi nomurayiro wedu kuti muJudha adyidzane nomuhedheni kana kumushanyira. Asi Mwari andiratidza kuti handifaniri kuti nditi munhu haana kunaka kana kuti ane tsvina.

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:27-31