Mabasa Avapostori 10:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Petro akakoka varume ava kuti vapinde mumba vave vaeni vake.Fume mangwana Petro akasimuka pamwe chete navo, uye dzimwe hama dzokuJopa dzakaendawo naye.

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:16-25