Mabasa Avapostori 1:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakakanda mijenya, uye mujenya ukawira kuna Matiasi; saka akawedzerwa kuvapostori vane gumi nomumwe.

Mabasa Avapostori 1

Mabasa Avapostori 1:20-26