Mabasa Avapostori 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akati, “Hama, Rugwaro rwaifanira kuzadziswa rwakataurwa noMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi pamusoro paJudhasi, uyo akabatsira kutungamirira vaya vakasunga Jesu,

Mabasa Avapostori 1

Mabasa Avapostori 1:12-19