Kuungudza Kwajeremia 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vakaurayiwa nomunondo vari nani pane avo vanourayiwa nenzara; vabayiwa nenzara, vaonda kwazvo nokuda kwokushayiwa zvokudya zvinobva muminda.

Kuungudza Kwajeremia 4

Kuungudza Kwajeremia 4:6-13