Kuungudza Kwajeremia 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda avo aipenya kupfuura chando, uye akanga akachena kupfuura mukaka, miviri yavo yakanga yakatsvuka kupfuura matombo anokosha amarubhi, kuratidzika kwavo kwakaita sokwesafiri.

Kuungudza Kwajeremia 4

Kuungudza Kwajeremia 4:1-16