Kuungudza Kwajeremia 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vaisidya zvinonaka vava vapemhi mumugwagwa. Avo vakarerwa vachifuka nguo dzepepuru zvino vava kuvata pamadurunhuru edota.

Kuungudza Kwajeremia 4

Kuungudza Kwajeremia 4:4-8