Kuungudza Kwajeremia 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakatitevera kwose kwatakaenda, zvokuti takatadza kufamba munzira dzedu chaidzo. Magumo edu akanga ava pedyo, mazuva edu apera, nokuti magumo akanga asvika.

Kuungudza Kwajeremia 4

Kuungudza Kwajeremia 4:13-20