Kuungudza Kwajeremia 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukutsamwa kwake kunotyisa akagura nyanga dzose dzaIsraeri. Akadzosa ruoko rwake rworudyi pakasvika muvengi. Akapisa muna Jakobho somurazvo womoto unoparadza zvose zviri kumativi ose.

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:1-11