Kuungudza Kwajeremia 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha aita zvaakaronga; azadzisa shoko rake, raakatema kare. Akakukoromora asina tsitsi, akarega muvengi achifara pamusoro pako, akasimudza runyanga rwavavengi vako.

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:11-22