Kuungudza Kwajeremia 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndingareveiko pamusoro pako? Ndingakuenzanisa neiko, iwe Mwanasikana weJerusarema? Ndingakufananidze neiko, kuti zvimwe ndikunyaradze, iwe Mhandara Mwanasikana weZioni? Vanga rako rakadzika segungwa Ndianiko achakuporesa?

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:11-16