Kuungudza Kwajeremia 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Meso angu aneta nokuchema, ndiri kurwadziwa mukati mangu, mwoyo wangu wadururirwa pasi nokuti vanhu vangu vaparadzwa, nokuti vana navacheche voziya munzira dzomuguta.

Kuungudza Kwajeremia 2

Kuungudza Kwajeremia 2:1-13