Kuungudza Kwajeremia 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsvina yaro yakanamatira panguo dzaro; harina kurangarira ramangwana raro. Kuwa kwaro kwakashamisa; hakuna akarinyaradza. “Haiwa Jehovha, tarirai kurwadziwa kwangu, nokuti muvengi akunda.”

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:7-19