Kuungudza Kwajeremia 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva okutambudzika nokudzungaira kwaro, Jerusarema rinorangarira pfuma yose yakanga iri yaro pamazuva akare. Pakawira vanhu varo mumaoko omuvengi, rakashaya anoribatsira. Vavengi varo vakaritarisa, vakariseka pakuparadzwa kwaro.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:1-11