Kuungudza Kwajeremia 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokutambudzika nokushanda zvakaomarara, Judha akaenda kuutapwa. Anogara pakati pendudzi; haawani nzvimbo yokuzorora. Vose vaimudzinganisa vakamubata ari pakati pokutambudzika kwake.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:1-12