Kuungudza Kwajeremia 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndokusaka ndichichema uye maziso angu achierera nemisodzi. Hapana ari pedyo kuti andinyaradze, hakuna anovandudza mweya wangu, Vana vangu vari kutambudzika nokuti muvengi akunda.”

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:7-22