Joshua 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakafunga zano: Vakaenda senhume nembongoro dzavo dzakatakura masaga akasakara nehomwe dzewaini dzakasakara, dzakatsemuka dzikasonanidzwazve.

Joshua 9

Joshua 9:1-5