Joshua 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joshua akavatuma, vakaenda kunzvimbo yokunovandira vakagara pakati peBheteni neAi, kumavirazuva kweAi, asi Joshua akarara kuvanhu usiku ihwohwo.

Joshua 8

Joshua 8:1-12