Joshua 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavarayira achiti, “Nyatsoteererai. Munofanira kuvandira guta necheseri kwaro. Musaende kure naro. Mose munofanira kugara makagadzirira.

Joshua 8

Joshua 8:1-5