Joshua 8:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana shoko kana rimwe pane zvose zvakanga zvarayirwa naMozisi, risina kuverengerwa ungano yose yavaIsraeri naJoshua, kusanganisira vakadzi navana, navatorwa vaigara pakati pavo.

Joshua 8

Joshua 8:31-35