Joshua 8:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akasungirira mambo weAi mumuti akamusiya kusvikira manheru. Zuva rodoka, Joshua akavarayira kuti vaturure chitunha chake mumuti vachikande pasi pasuo reguta. Vakaitawo murwi mukuru wamatombo, uchiripo nanhasi.

Joshua 8

Joshua 8:21-34