Joshua 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mambo weAi paakaona izvi, iye navarume vose veguta vakakurumidza kubuda mangwanani kuti vasangane navaIsraeri varwe panzvimbo yakanga yakatarisana neArabha. Asi haana kuziva kuti akanga avandirwa seri kweguta.

Joshua 8

Joshua 8:6-21