Joshua 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaunganidza murwi wamatombo mukuru pamusoro paAkani, uchiripo nanhasi. Ipapo Jehovha akadzora kutsamwa kwake kukuru. Naizvozvo nzvimbo iyi yakanzi Mupata weAkori kubvira ipapo.

Joshua 7

Joshua 7:21-26