Joshua 7:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakaona pakati pezvakapambwa nguo yakanaka yokuBhabhironi, mashekeri mazana maviria esirivha negoridhe rairema mashekeri makumi mashanub, ndakazvichiva ndikazvitora. Zvakavigwa pasi mutende, sirivha iri pasi pazvo.”

Joshua 7

Joshua 7:14-23