Joshua 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Joshua akatuma vanhu kubva Jeriko kuenda kuAi, iri pedyo neBheti Avheni kumabudazuva kweBheteri, akavaudza kuti, “Endai munoshora nzvimbo iyi.” Naizvozvo varume vakaenda vakanoshora Ai.

Joshua 7

Joshua 7:1-11