Joshua 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vatadza; vadarika sungano yangu, yandakavarayira kuti vaichengete. Vatora zvimwe zvezvinhu zvakatukwa; vaba, vanyepa, vazvivhenganisa nezvinhu zvavo.

Joshua 7

Joshua 7:9-17