Joshua 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua paakapedza kutaura navanhu, vaprista vanomwe vakatakura hwamanda nomwe pamberi paJehovha vakaenda pamberi, vachiridza hwamanda dzavo, areka yesungano yaJehovha ikavatevera.

Joshua 6

Joshua 6:1-16