Joshua 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mukazovanzwa varidza hwamanda kwenguva refu, vanhu vose vanofanira kudanidzira zvikuru; ipapo rusvingo rweguta ruchakoromoka, vanhu vagopinda, mumwe nomumwe pakanangana naye.”

Joshua 6

Joshua 6:1-13