Joshua 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo majaya akanga ashora akapindamo akabudisa Rahabhi, baba vake namai vake nehanzvadzi dzake navose vokwake. Vakabudisa mhuri yose vakavaisa kunze kwomusasa weIsraeri.

Joshua 6

Joshua 6:20-27