Joshua 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi imi musaswedera pazvinhu zvakatukwa, kuti murege kuzviunzira kuparara, nokutora kana chimwe chazvo. Dzimwe nguva mungaunza kuparara pamusasa weIsraeri mukaipinza padambudziko.

Joshua 6

Joshua 6:14-25