Joshua 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akarayira kuti areka yaJehovha itakurwe ipoteredze guta, iripoteredze kamwe chete. Ipapo vanhu vakadzokera kumisasa vakararako.

Joshua 6

Joshua 6:2-19