Joshua 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa zvakasimba kwazvo nokuda kwavaIsraeri. Hapana akabuda kunze uye hapana akapinda mukati.

Joshua 6

Joshua 6:1-11