Joshua 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua akamisa matombo gumi namaviri akanga ari pakati peJorodhani pakanga pakamira vaprista vakanga vakatakura areka yesungano. Uye achiripo nanhasi uno.

Joshua 4

Joshua 4:5-19